📖 Chibage
noun Zita FormalDudziro (Definition)
Chirimwa chinoita muguri une tsanga chinoshandiswa kugadzira hupfu hwesadza. Chinogona kubikwa, kukangwa kana kugochwa
English: Maize
Related Words
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Ndadya chibage chakagochwa"