Explore Shona cultural knowledge organized by domains
Click To Explore:
Panguva yakaoma.
Kudonha pasi nemutsindo kwechinhu chihombe.
Kupopota zvikuru.
Mukomana ayaruka.
Uhu hukama huripo pakati pevakadzi vari pabarika.
Munhukadzi mupfupi ane muviri mukuru ane nyama dzakarembera
Munhu anotaurisa
Kumashure kwemunhu kana chinhu.
Miti yakasiyana yakawanada panzvimbo imwe.
Baba va baba kana mai vako. Hanzvadzi ya mai vako. Mwana mukomana we hanzvadzi y...
Hanzvadzi yasekuru (baba va baba). Hanzvadzi yemurume wako
Munin’na wababa vako. Munin’ina wemurume wako kana murume wemunin’ina wako kana...
Mukuru kwauri mumhuri menyu kana mese muri vasikana.
Mwanasikana wako akaroorwa ane mwana kana vana
Mukomana anonyengetedza musikana kuti amude.
Munhu uya anotumwa nepfuma yekuroora nayo.
Mabasa anoitwa nemuroora parufu nepane mitambo yakasiyana siyana pamusha.
Mari inobviswa nasadombo kana mukomana akaita zvemukumbo.
Mari inobviswa nemukuwasha pakuroora kana musikana ane pamuviri.
Musi unobvunzirwa mukunda wavo vanababa vanototanga nekumubvunza kuti anoziva va...
Shumba (Lion)
Mbizi (Zebra)
Hanga (Guinea Fowl)
Gwai (Sheep)
Nhuka (Eland)
Mombe (Cattle)
Suka mugoti. Mugoti hausiiwi muhari usina kusukwa, vanhu vanozonzwa mabayo.
Idzi dzaisungwa navanambuya
Usanhonga pese pese unonhonga nezvakarasirirwa ukaita munyama.
Mhande ndiwo mumwe mutambo waitambwa kare nevakuru pachidanwa masvikiro ekunaisa...
Hakata inoshopera zvebudiriro.
Kana uchibata maoko munhu afirwa unoti, "Nematambudziko" kana kuti "Nedzoyi" kan...
Dzinde rakabereka zvakanyanyisa.
kudzidzisa mombe isina kumbobvira yakabopwa kuti igone kutevera zvinodiwa nemuko...
Dzinde rinobereka midzi inobumba pasi pevhu.
Kubvisa sora ne makwenzi kuti paitwe munda.
Mashanga echibage kana mapfunde kana ipwa akaoma.
Kubvisa nzungu pa dzinde.
Mangwanani kunze kuchangoedza zuva rava kutanga kubuda.
Chando. Inguva yekutonhora inotanga pakati pomwedzi waChivabvu kusvika pakati pa...
Anotanga nguva dzeina kusvika dzeshanu mangwanani. Sekutaura kwevakuru nguva idz...
Mangwanani kunze kusati kwaedza
Mwedzi wechigumi wegore. Mwedzi uyu uri munguva yeChirimo mushure maGunyana.
Nguva yekuti kunze kunenge kwasviba
Kunze kunenge kuchitonhora
Mvura inotanga kunaya pakutanga kwezhizha.
Mhepo isiri kuvhuvhuta zvakanyanya
Mvura inenge isina kunaya
Kukonzeresa dzihwa
Kuuya kwemvura kubva kumakore
Mudziyo unoshandiswa kurovera pasi kana vanhu vachivaka dzimba kumisha kana paur...
Mudziyo unoshandiswa nevavezi vemipinyi yamapadza nematemo kuboora mipinyi.
Danda rakavezwa rikakwenenzverwa rinoturikwa pamutsipa wemombe kuti dzive dzinok...
Homwe inobangirwa miseve.
Munosikirwa nyimo.
Tswanda inoshandiswa mabasa akasiyana siyana pamusha.
Kudya sadza risina usavi.
Doro rapanhimbe kana pahoka rinonwiwa masikati basa zhinji raitwa.
Doro rekutanga rinonwiwa panhimbe yekusakura munda.
Nyama inenge yakavedzengwa ichisara iri nhete kuti igoyanikwa kana kusasikwa.
Sadza raburwa pamoto risina kushinyira.
Chinobviswa pamusoro pemukaka wakakora.
Answer: Musoro
Answer: Chirongo.
Answer: Kamba
Answer: Chikepe
Answer: Tafura
Answer: Hari.
CHIVARA uses cookies
Essential cookies keep the site running. Analytics cookies (optional) help us improve your experience. Cookie Policy • Privacy Policy
ALWAYS ON Strictly Necessary
Required for session management, login, and security (CSRF protection). These cannot be disabled.
Analytics & Performance
Google Analytics 4 — anonymised, aggregated usage data. No personal identification. IP anonymisation is enabled. Learn more