📖 Chigaro
Zita FormalDudziro (Definition)
Chinhu chinoshandiswa kugara pamusoro pacho. Chinzvimbo chemunhu pabasa kana danho ripi zvaro pahurongwa hwekutungamirwa kwemapoka muhupenyu hwevanhu.
English: Chair, seat, leadership position
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Chigaro
- Definition:
- Chinhu chinoshandiswa kugara pamusoro pacho
- Bulk uploaded:
- 1