📖 Chitsinha
noun Zita FormalDudziro (Definition)
Jambwa rinoita kuti vamwe vanhu vagone kutadza kuroorwa kana kuroora vokura zvekutopfuura zera
English: Curse of singleness
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Anonoka kuroora ane chitsinha"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Chitsinha
- Definition:
- Jambwa rinoita kuti vamwe vanhu vagone kutadza kuroorwa kana kuroora vokura zvekutopfuura zera
- Bulk uploaded:
- 1