📖 Kudzandiwa
Zita FormalDudziro (Definition)
Kudhakwa zvakanyanya zvokuti munhu anenge asisagone zvinhu zviri nyore sokufamba kana kumira
English: Alcohol intoxication, Inebriation
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Akadzoka kudoro akaita kudzandiwa"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Kudzandiwa
- Definition:
- Kudhakwa zvakanyanya zvokuti munhu anenge asisagone zvinhu zviri nyore sokufamba kana kumira
- Bulk uploaded:
- 1