📖 Kudzova nhururu

Chiito Formal
Dudziro (Definition)

Dzimwe nguva kuzvimbirwa kunoita kuti munhu adzvove zvinonhuhwa


English: Belch, Burp

Related Words
Rinofanana (Synonyms):
Kudzvova tsvi
Mienzaniso (Examples)

"Akagutisa ndokutanga kudzvova nhururu"

Rumwe Ruzivo (Additional Information)
Word:
Kudzova nhururu
Definition:
Dzimwe nguva kuzvimbirwa kunoita kuti munhu adzvove zvinonhuhwa
Bulk uploaded:
1
Home Dictionary Learn Profile