📖 Kurumidza
verb Chiito FormalDudziro (Definition)
Kuita chinhu nenguva pfupi
English: Hurry, Hasten, Speed up, Quicken up
Related Words
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Musikana akurumidza kubika"
Kuita chinhu nenguva pfupi
English: Hurry, Hasten, Speed up, Quicken up
"Musikana akurumidza kubika"