📖 Mapfunde
noun Zita FormalDudziro (Definition)
Mhando yezviyo zvinorimwa zvikuru kumaruwa. Zvine tsanga dzakati kurei uye zvinoshandiswa kugadzira sadza, bota kana doro rechivanhu.
English: Sorghum
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Tinobika doro nemapfunde"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Mutsitsi
- Definition:
- Mapfunde kana mhunga zvakawanda zvakaunganidzwa
- Bulk uploaded:
- 1