📖 Mareyamhuru
Chiito FormalDudziro (Definition)
Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare zvinogona kureva chipo chinopihwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho
English: Breech
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Amai vaenda kuchipatara hanzi mwana akaita mareyamhuru"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Mareyamhuru
- Definition:
- Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare zvinogona kureva chipo chinopihwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho
- Bulk uploaded:
- 1