📖 Mutambarakede
Zita FormalDudziro (Definition)
Mararamiro ekugara zvakanaka zvikuru, munhu aine zvinhu zvakawanda, achiwana zvaanoda uye achinakidzwa nehupenyu pasina kushomeka.
English: Luxurious living
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Arikugara pamutambarakede"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Mutambarakede
- Definition:
- Kugarika uchiwana zvose zvaunoda
- Bulk uploaded:
- 1