📖 Tsamba
noun Zita FormalDudziro (Definition)
Gwaro rinonyorwa kubva kumunhu kuenda kune mumwe munhu riine mashoko akanangana nemunhu ari kunyorerwa zvichienderana nokuti hukama huri pakati pavo hukamayi.
English: Letter
Dialect Variants
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Chipo anyorera shamwari yake tsamba"