📖 Tsanga
noun Zita FormalDudziro (Definition)
Tsanga yemumvura ishanga refu, rakatetepa, rinomera mumadziva, mumapani ane mvura kana pamhenderekedzo yemvura. Rinowanzo shandiswa kuvaka, kuruka kana kuita zvimwe zvinhu zvechivanhu.
English: Reed
Chimiro cheIzwi (Word Forms)
Mienzaniso (Examples)
"Tinoruka hukwe netsanga"
Rumwe Ruzivo (Additional Information)
- Word:
- Deketeke
- Definition:
- Sango retsanga
- Bulk uploaded:
- 1