🎭 Kubvunza
Description
Kana urikuda kuziva kwauri kuenda kana kuti uri kuda kubvunza zvausiri kunzwisisa unoti “Pamusoroi, ndinokumbirawo kubvunza” ivo voti “Bvunzai henyu”