🗓️ Ndira
Description
Ndiwo mwedzi wekutanga wegore. Mumwedzi uyu unowanda zvipembenene zvine zita rekuti ndira. Twundira utwu twunoonekwa munguva iyi yegore twakanamatira kana kufamba pamatombo.