Kupingudza
HurimiDescription
kudzidzisa mombe isina kumbobvira yakabopwa kuti igone kutevera zvinodiwa nemukokeri ari kushanda nayo. Izvi zvinosanganisira kuti: mombe ive inopfava painosungwa tambo ichinobopwa pajoko, kutevera mashoko anotaurwa nemukokeri sokuti mombe idzoke shure kana mukokeri adaro. Mombe dzinobopwa dzinopingudzwa kusvika pamatanho akasiyana zvichienderana neari kupingudza.
- null