Showoro

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Mukanwa mekuti chero chawadya haunzwe kunaka kwacho

Word
Showoro
Definition
Mukanwa mekuti chero chawadya haunzwe kunaka kwacho
English translation
Bland
Examples
Mukanwa mangu mune shosha handisi kunzwa kunaka kwechikafu
Rudzi
zita
Chimwe
Shosha
Zvizhinji
Shosha
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile