💒 Chigadzamapfihwa
Wanano (Marriage/Courtship)
Domain
💒 Marriage
Category
Nzira
Status
Active
Description
Mukadzi wenhaka anopihwa murume nekuti mukuru anenge asinga bereki. Anogona kunge ari munin’ina anonogara nasisi kana mwana wehanzvadzi anoenda kumurume watete.