Kundundu

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Published
Description

Kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete

Word
Kundundu
Definition
Kufamba kwevakawanda pamwe chete
English translation
Horde, March, Parade
Examples
Vanhu vakati kundundu vachienda kumusangano
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile