💒 Kutema Ugariri
Wanano (Marriage/Courtship)
Domain
💒 Marriage
Category
Nzira
Status
Active
Description
Nzira iyi inouya nekuda zvakare kwekushaya chekubata kumukomana. Anenge achidanana nemusikana wake zvikuru asi kuti awane chouviri chekunobvisa kwatezvara ochishaya. Nekudaro anoenda onotaurirana nevabereki vomusikana kuti ashande zvake pamba pavo kwemakore avanenge vawirirana natezvara ozotora musikana wake kana apedza kumushandira.