💬 Pasi parohwa nenyundo
Tsumo / Proverb
Domain
💬 Proverbs
Category
Madimikira
Status
Published
Description
Vanhu vanenge vachireva kuti zvinhu zvasanduka, zvaisabvumirwa zvave kuitwa pasina anobvunza.