🗓️ Ruvhunzavaeni
Description
Iyi inguva yakunenge kwati svibeyi vaenzi vasisanyatsooneka pavanosvika. Kana munhu waunoziva ukasanyatsonzwa izwi rake unovhunza kuti ndiyani.