🎭 Kukwazisana mangwanai
Description
Kana ukasangana nemunhu ari makuseni unomuti, "Mamuka sei?" iye anofanira kukupindura achiti, "Tamuka kana mamukawo."