Nhuu
HurimiDescription
Idungirwa rinotungira kubva pachigutsa chemuti wakatemwa kana kubva padzinde reimwe mbeu yakaita sefodya, kana chibage iro rinozobviswa kuti risakanganisa kukura kwembeu iyi kwakanaka.