💒 Mombe Youredzwa
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Yaibvisirwa vaya vakazosarorerwa nambuya, tete, mainini kana maiguru mai nyakutumbura vafa iri yekutenda mai vasara vachirera.