🗓️ Rufuramhembwe Rwodzokazve
Description
Urwu nderwe manheru kana kuti mauro. Mhuka iye inonzi mhembwe inenge yabuda mumakwenzi kana muzvuru mayanga yakahwanda vavhimi yofura zvakare kusati kwanyanyosviba.