💒 Mari Yerambi
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Mari inobviswa nemukuwasha kuna maivemusikana pakuroora semuripo wekuti mai vemusikana vakashandisa marambi akawanda husiku kunyaradza musikana achiri mucheche