🎭 Shano
Description
Muripo waipihwa n'anga yapedza kurapa zvisinei kuti murwere opera here kana haana. Chipeto ichi chsigona kuve zvirimwa, fodya, huku, mbudzi, mombe kana mukadzi kana hosha yakakurisa.