Muto wokupungurirwa haupedzi sadza. Izvi zvinoreva kuti munhu vimba nechako nekuti chekupihwa hachiwande kusvika paunoda.
🗣️ Tsumo (Proverb)Muto wokupungurirwa haupedzi sadza. Izvi zvinoreva kuti munhu vimba nechako nekuti chekupihwa hachiwande kusvika paunoda.