Shangu

Duramazwi
Domain 📖 Dictionary
Status Approved
Description

Zvinhu zvinopfekwa patsoka kuti dzidzivirire uye zibatsire pakufamba.

Part of speech
noun
English translation
Shoes
Rinofanana
Bhutsu
Examples
Ndapfeka shangu
Rudzi
zita
Chimwe
Shangu
Zvizhinji
Shangu
Register
formal
Home Dictionary Learn Profile