Mhodzi
HurimiDescription
Mbeu dzemichero inowanikwa kumunda yakaita semanhanga, manwiwa, mapudzi uyewo iyo inowanikwa mumiti semagwavha, mamango, maapuri, munhondo. Izwi iri rinoshanda kana mbeu dziri mukati memuchero uye dzichiwanikwa dzakawanda mumuchero umwe.