🎭 Kunyaradza afirwa
Description
Kana uchibata maoko munhu afirwa unoti, "Nematambudziko" kana kuti "Nedzoyi" kana kuti "nedzinoparadza" iye anopindurawo achiti, "Aonekwa."