Chigaro
DuramazwiDescription
Chinhu chinoshandiswa kugara pamusoro pacho. Chinzvimbo chemunhu pabasa kana danho ripi zvaro pahurongwa hwekutungamirwa kwemapoka muhupenyu hwevanhu.