Kuvhima nemunyu muchanza
💡 Madimikira (Idiom)Kuvhima nemunyu muchanza
🔀 Chirevo (Alternative Forms)
Kufamba waka gadzirira uine tarisiro yokuti zvauri kufambira zvino budirira.
Kuvhima nemunyu muchanza
Kufamba waka gadzirira uine tarisiro yokuti zvauri kufambira zvino budirira.