Mareyamhuru
DuramazwiDescription
Uku kuchinjika kunoita mwana ari mudumbu ramai vake, zvinogona kukonzera njodzi. Mareyamhuru zvakare zvinogona kureva chipo chinopihwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho