💒 Mombe Yemavhunwa

Wanano (Marriage/Courtship)
Domain 💒 Marriage
Category Zvinhu
Status Active
Description

Mushure mekunge mukuwasha aitisa mwana wavanhu mimba asati aroora, iye ari pamusha pavo, aibvisa mombe iyi nekuti anenge atyora misana yavabereki vomusikana.

Home Dictionary Learn Profile