🎭 Kusangana zvakare pasina chinguva mabva kupesana
Description
Ukasangana nemunhu zvakare pasina chinguva mabva kupesana unoti “Pachipamwe” iye opindura achiti “Pamweni”