💒 Kubikisa Muroora
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Muroora aigara achibika navamwene kusvika aita mwana wekutanga asi vakadzi vechipiri vaibikiswa vachibva mavahosi, kwete mavamwene.