💬 Fenenga
Tsumo / Proverb
Domain
💬 Proverbs
Category
Nyaudzosingwi
Status
Published
Description
Akati fenenga kugara padenga kuti vanhu vamuone. Akati fenenga kufenengedza dumbu mukati kuti vanhu vasaona kuti ane pamuviri.