❓ Chipako chizere ndarira
Chirahwe (Riddle)
Chipako chizere ndarira
Mhinduro (Answer)
Mukanwa makazara mazino.
Domain
Zvirahwe
Status
Published
Description
Answer: Mukanwa makazara mazino.
Riddle
Chipako chizere ndarira
Answer
Mukanwa makazara mazino.