💒 Shonongoro
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Mari inobvisirwa muroora kana operekwa mumusha. Mari yeshonongoro iyi ndiyo yaanotengesa sipo dzekuzogezesa vanhu vemumusha musi waanopa mvura.