🎭 Kusvika parufu
Description
Vachingosvika parufu munoti “nematambudziko” ivo voti “Aonekwa”. Unogona zvakare kuti “Nedzinoparadza” voti “Dzaonekwa”. Vamwe vanoti “Nedzoyi” moti “Dzaonekwa”. Vamwe vanogona zvakare kuti “Ndimika madziona” wopindura “ayiwa dzaonekwa”