🗓️ Rudziyakamwe
Description
Inguva iyo kazhinji munguva yechando vanhu vasisaendi kuminda vanoteedza mushana kuti vadziirwe. Mushana izuva rinodziya. Zita rekuti rudziyakamwe rakabva pakuteedza mushana uyo vachitsvaga panodziya zuva rorova nhongonya. Aya masikati kutanga nenguva dzegumi nembiri.