Kutarisa neziso rakasara panzara
💡 Madimikira (Idiom)Kutarisa neziso rakasara panzara
🔀 Chirevo (Alternative Forms)
Kutarira uchiita zvekubira uchitarira nedivi reziso usinganatsi kudondeka zvauri kutarisa.
Kutarisa neziso rakasara panzara
Kutarira uchiita zvekubira uchitarira nedivi reziso usinganatsi kudondeka zvauri kutarisa.