🎭 Kukwazisana Manheru
Description
Kana kunze kwasviba tinomhoresana tichiti, "Manheru, maswera sei." anodavira anofanira kuti, "Taswera maswera sei?"