💡

Ngoma ndiyo ndiyo

💡 Madimikira (Idiom)
🔀 Chirevo (Alternative Forms)

Hapana chinenge chasanduka. Munhu anenge achireva kuti zvinhu zvange zvichiitika zvichiri kungoenderera mberi pasina mutsauko.

Home Dictionary Learn Profile