💒 Kunhonga
Wanano (Marriage/Courtship)Description
Mari inonhongwa nemusikana yaanogovana nevanin’ina kana vakoma vake. Imwe yacho anoishandisa kutenga midziyo yemumba.