🔀 Chirevo (Variations)

Musango maive ne miti yakawanda makati ndo-o kusviba. Mwana akasvikoti mari mumaoko amai vake ndo-o kuisa yaakanga apihwa nababa vake kuti avatambidze.

Home Dictionary Learn Profile