💬 Yakawa nemusana
Tsumo / Proverb
Domain
💬 Proverbs
Category
Madimikira
Status
Published
Description
Munhu asangana nechinhu chamurerukira kuita kana achifananidza nedzimwe nhambo dzaakamboita chinhu ichi. Mashoko ekuti kuwa nemusana anofananidzira mhuka yawa nemusana zvokuti haichanetsi kutema uye haichagoni kudzinganisa munhu zviri nyore - simba rayo raita seratapudzika.