🔀 Chirevo (Variations)

Mvura yazarisa mupoto yava kuti fashu kufashukira. Mbeva dzakati fashanu kubuda mumwena. Mbeu dzakati fashanu kumera. Mvura yava kuti fashu kufashaira.

Home Dictionary Learn Profile