💒 Chimutsamapfihwa
Wanano (Marriage/Courtship)
Domain
💒 Marriage
Category
Nzira
Status
Active
Description
Chimutsamapfihwa Vamwewo vakafirwa nevakadzi vanotsivirwa kana kupihwa mumwe mukadzi nana tezvara. Mukadzi waanenge apihwa kutsiva uya afa anonzi chimutsamapfihwa.